1 Corinthians 10:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ŋgatirege kuita ʋupombge, saʋamŋe ʋaʋo ʋakaita ʋupombge, ʋakafa nezuʋa rimŋe ʋaneɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀitatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hatifaniri kuita upombwe, sezvakaita vamwe vavo, uye vakafa zviuru makumi maviri nezvitatu muzuva rimwe chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hatifaniri kuita zvounzenza sezvakaita vamwe vavo pakafa zviuru makumi maviri ane zvitatu pazuva rimwechetero.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ngatirege kuita upombwe, savamwe vavo vakaita upombwe, vakafa nezuva rimwe vane zviuru zvina makumi maviri nezvitatu.
Shona 2009?
Zvino ngatirege kuita vupombwe, savamwe vavo vakaita vupombwe, vakafa nezuva rimwe venezvuru zvinamakumi maviri nezvitatu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ngatirege kuita upombwe, savamwe vavo vakaita upombwe, vakafa nezuva rimwe vane zviuru zvina makumi maviri nezvitatu.