1 Corinthians 10:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgatirege kuidza Ishe, saʋamŋe ʋaʋo ʋaka mu idza, ʋakaparadzwa nenyoka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hatifaniri kuedza Ishe, sezvakaita vamwe vavo, uye vakaurayiwa nenyoka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hatifaniri kuedza Tenzi sezvakaitwa navamwe vavo vakauraiwa nenyoka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ngatirege kuedza Ishe, savamwe vavo vakamuedza, vakaparadzwa nenyoka.
Shona 2009?
Ngatirege kuidza Kristu, savamwe vavo vakamuidza, vakaparadzwa nenyoka.
Shona SUB 2002 Bible
Ngatirege kuedza Ishe, savamwe vavo vakamuedza, vakaparadzwa nenyoka.