1 Corinthians 11:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana munhu anenzara, ŋgaadye kumusha kwake; kuti murege kuʋuŋganira kutoŋgwa. Ɀimŋe ɀakasara ndicaɀigadzira kana ndiciȿika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana mumwe aine nzara, anofanira kudya kumba kwake, kuitira kuti pamunoungana pamwe chete murege kutongwa. Uye kana ndichinge ndasvika ndichakudzidzisai zvimwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana pane anonzwa nzara ngaadyire kumusha kuti murege kuzopiwa mhosva pamunoungana. Zvimwe zvasara izvi ndichazvigadzira ndauyako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana munhu anenzara, ngaadye kumusha kwake; kuti murege kuunganira kutongwa. Zvimwe zvakasara ndichazvigadzira kana ndichisvika.
Shona 2009?
Kana munhu anenzara, ngaadye kumusha kwake; kuti murege kuvunganira kutongwa. Zvimwe zvakasara ndichazvigadzira kana ndichisvika.
Shona SUB 2002 Bible
Kana munhu ane nzara, ngaadye kumusha kwake; kuti murege kuunganira kutongwa. Zvimwe zvakasara ndichazvigadzira kana ndichisvika.