1 Corinthians 12:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino, kana ɀiri ɀipo ɀoMŋeya, hama dzaŋgu, handiɗi kuti muʋe ʋasiŋgaziʋi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino pamusoro pezvipo zvoMweya, hama, handidi kuti muve musingazivi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Panyaya yezvipo zvaMweya, hama dzangu, handingadi kuti munge musingazivi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino, kana zviri zvipo zvoMweya, hama dzangu, handidi kuti muve vasingazivi.
Shona 2009?
Zvino, kana zviri zvipo zvoMweya, hama dzangu, handidi kuti muve vasingazivi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino, kana zviri zvipo zvoMweya, hama dzangu, handidi kuti muve vasingazivi.