1 Corinthians 12:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi iɀi ɀose ɀinoitwa noMŋeya iwoyu mumŋe cete, unogoʋera mumŋe nomumŋe seɀaanoɗa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvose ibasa raMweya mumwe chete uye anopa mumwe nomumwe, sezvaanoda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvose izvozvi zvinofemerwa naMweya mumwecheteyo anogovera munhu nomunhu sokuda kwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi izvi zvose zvinoitwa naMweya iwoyu mumwechete, unogovera mumwe nomumwe sezvaanoda.
Shona 2009?
asi izvi zvose zvinoitwa noMweya iwoyu mumwe chete, unogovera mumwe nomumwe sezvaanoda.
Shona SUB 2002 Bible
asi izvi zvose zvinoitwa naMweya iwoyu mumwechete, unogovera mumwe nomumwe sezvaanoda.