1 Corinthians 12:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nenzeʋe kana ikati: Ɀandisati ndiri ziso, handizi womuʋiri; ko haizi yomuʋiri here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye kana nenzeve ikati, “Nokuti handisi ziso, saka handisi chikamu chomuviri,” haringaregi kuva chikamu chomuviri nokuda kwechikonzero ichocho.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dai kuri kutiwo nzeve inoti nokuti handisi ziso, handisi womuviri; hazviiti kuti isave yomuviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nenzeve kana ikati, “Zvandisati ndiri ziso, handizi womuviri;” ko haizi yomuviri here?
Shona 2009?
Nenzeve kana ikati: Zvandisati ndiri ziso, handizi womuviri; ko haizi yomuviri here?
Shona SUB 2002 Bible
Nenzeve kana ikati, “Zvandisati ndiri ziso, handizi womuviri;” ko haizi yomuviri here?