1 Corinthians 13:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ndagoʋera ʋarombo ɀose ɀandinaɀo, kunyaŋge ndikaisa muʋiri waŋgu kuti ndipiswe, ndisinoruɗo, handiɓatsirwi cinhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana ndikagovera zvose zvandinazvo kuvarombo uye kana ndikaisa muviri wangu kuti upiswe, asi kana ndisina rudo, hazvindibatsiri chinhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange dai ndikagovera zvose zvandinazvo uye kunyange ndikapa muviri wangu kuti upiswe asi ndisina rudo hapana chandinowana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange ndagovera varombo zvose zvandinazvo, kunyange ndikaisa muviri wangu kuti ndipiswe, ndisina rudo, handibatsiri chinhu.
Shona 2009?
Kunyange ndagovera varombo zvose zvandinazvo, kunyange ndikaisa muviri wangu kuti ndipiswe, ndisinorudo, handibatsirwi chinhu.
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe ndagovera varombo zvose zvandinazvo, kunyangwe ndikaisa muviri wangu kuti ndipiswe, ndisina rudo, handibatsiri chinhu.