1 Corinthians 14:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saiɀoɀo ʋo imi, ɀamunoshiŋgairira ɀinhu ɀoMŋeya, tȿakai ɀikuru kuti musimbise kereke.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvakadarowo nemi. Sezvo muchishuva zvipo zvoMweya, edzai zvikuru kushingairira zvipo zvinovaka kereke.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndizvo zvimwechete nemi, zvamunodisisa kuona zvinhu zvinoratidza kuti Mweya Mutsvene aripo, vavarirai kuvaka sangano.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saizvozvowo imi, zvamunoshingairira zvinhu zvoMweya, tsvakai zvikuru kuti musimbise kereke.
Shona 2009?
Saizvozvovo imi, zvamunoshingairira zvinhu zvoMweya, tsvakai zvikuru kuti musimbise kereke.
Shona SUB 2002 Bible
Saizvozvowo imi, zvamunoshingairira zvinhu zvoMweya, tsvakai zvikuru kuti musimbise Chechi.