1 Corinthians 14:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo, kana kereke yose yaʋuŋgana, ʋose ʋakataura nendimi, ʋasina‐kudzidza kana ʋasina‐kutenda ʋakapinda, haʋati munopeŋga here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka kana kereke yose yaungana pamwe chete uye vose vakataura nendimi, uye vamwe vasinganzwisisi kana vasingatendi vakapinda, havangati mava kupenga here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dai kuri kuti sangano rose rinoungana vagotaura vose nendimi dzisingazivikanwi; vasina kuzvidzidzira kana vasiri vatendi vakapindamo, havazoti muri kupenga here?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo, kana kereke yose yaungana, vose vakataura nendimi, vasina kudzidza kana vasina kutenda vakapinda, havati munopenga here?
Shona 2009?
Naizvozvo, kana kereke yose yavungana, vose vakataura nendimi, vasinakudzidza kana vasina kutenda vakapinda, havati munopenga here?
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo, kana Chechi yose yaungana, vose vakataura nendimi, vasina kudzidza kana vasina kutenda vakapinda, havati munopenga here?