1 Corinthians 14:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana ʋose ʋakaprofita, mumŋe usiŋgatendi kana usina‐kudzidza akapinda, ucatendiswa naʋose, ucatoŋgwa naʋose;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana asingatendi kana mumwe munhu asinganzwisisi akapinda vanhu vose vachiprofita, achabatwa nazvo akaziva kuti iye mutadzi uye kuti achatongwa nazvo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kana vose vachiporofita, asingatendi kana asina kudzidzira akapindamo anobva abaiwa mwoyo navose achibvuma mhosva dzake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana vose vakaporofita, mumwe asingatendi kana asina kudzidza akapinda, achatendiswa navose, achatongwa navose;
Shona 2009?
Asi kana vose vakaporofita, mumwe usingatendi kana usina kudzidza akapinda, uchatendiswa; navose, uchatongwa navose;
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana vose vakaporofita, mumwe asingatendi kana asina kudzidza akapinda, achatendiswa navose, achatongwa navose;