1 Corinthians 14:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana mumŋe acitaura norurimi, ŋgaɀiitwe naʋaʋiri, kana ʋarege kupfuʋura ʋatatu, ʋaciraʋana; nomumŋe ŋgaaɗudzire.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana mumwe achitaura nendimi, vaviri kana vatowanda, vatatu, ngavataure mumwe mushure momumwe, uye mumwe ngaadudzire.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana pane vanotaura nendimi dzisingazivikanwi, ngavave vaviri chete kana kuti vatatu vachiravana. Kana vatowandisa ngavave vatatu, uye vachipana nguva, mumwe achiturikira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana mumwe achitaura norurimi, ngazviitwe navaviri, kana varege kupfuura vatatu, vachiravana; nomumwe ngaadudzire.
Shona 2009?
Kana mumwe achitaura norurimi, ngazviitwe navaviri, kana varege kupfuvura vatatu, vachiravana; nomumwe ngaadudzire.
Shona SUB 2002 Bible
Kana mumwe achitaura norurimi, ngazviitwe navaviri, kana varege kupfuura vatatu, vachiravana; nomumwe ngaadudzire.