1 Corinthians 14:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana cimŋe cinhu cikazarurirwa mumŋe ugere’po, wokutaŋga ŋgaanyarare.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye kana kuzarurirwa kwasvika kuno mumwe munhu agere pasi, mutauri wokutanga ngaanyarare.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana mumwe agere pasi akawana zvaanoratidzwa, wokutanga ngaanyarare
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana chimwe chinhu chikazarurirwa mumwe agerepo, wokutanga ngaanyarare.
Shona 2009?
Zvino kana chimwe chinhu chikazarurirwa mumwe ugerepo, wokutanga ngaanyarare.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kana chimwe chinhu chikazarurirwa mumwe agerepo, wokutanga ngaanyarare.