1 Corinthians 14:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti muŋgaprofita mose, muciita mumŋe‐mumŋe, kuti ʋose ʋadzidze, ʋose ʋanyaradzwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti mose munogona kuprofita muchitevedzana mumwe mushure momumwe, kuitira kuti vose varayirwe uye vakurudzirwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti munokwanisa mose kuporofita muchitevedzana kuti vose vawane chavanodzidza; uye vose vakurudzirwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti mungaporofita mose, muchiita mumwe-mumwe, kuti vose vadzidze, vose vanyaradzwe.
Shona 2009?
Nokuti mungaporofita mose, muchiita mumwe-mumwe, kuti vose vadzidze, vose vanyaradzwe.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti mungaporofita mose, muchiita mumwe–mumwe, kuti vose vadzidze, vose vanyaradzwe.