1 Corinthians 14:36 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko shoko raMŋari rakabva kwamuri here? Kana rakaȿika kwamuri moga here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, shoko raMwari rakatanga nemi here? Kana kuti rakasvika kwamuri moga here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko kutaura here ikoko? Ko iro shoko raMwari rakabva kwamuri here? Rakangosvika kwamuri moga here?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko shoko raMwari rakabva kwamuri here? Kana rakasvika kwamuri moga here?
Shona 2009?
Ko shoko raMwari rakabva kwamuri here?
Shona SUB 2002 Bible
Ko shoko raMwari rakabva kwamuri here? Kana rakasvika kwamuri moga here?