1 Corinthians 14:37 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana munhu aciti, ndiri muprofita, kana ndiri womŋeya, ŋgaatende kuti iɀo ɀandinokunyorerai, murairo waShe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana munhu achifunga kuti muprofita kana kuti ane chipo chomweya, ngaatende kuti zvandinokunyorerai murayiro waShe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana kune mumwe anofunga kuti muporofita kana kuti munhu wezvemweya, anofanira kuona kuti zvandiri kukunyorerai mutemo waTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana munhu achiti, ndiri muporofita, kana ndiri womweya, ngaatende kuti izvo zvandinokunyorerai, murayiro waIshe.
Shona 2009?
Kana munhu achiti, ndiri muporofita, kana ndiri womweya, ngaatende kuti izvo zvandinokunyorerai, murairo waShe,
Shona SUB 2002 Bible
Kana munhu achiti, ndiri muporofita, kana ndiri womweya, ngaatende kuti izvo zvandinokunyorerai, murairo waIshe.