1 Corinthians 14:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kana hwamanda isiŋgariri kwaɀo, ndianiko uŋgaɀigadzira kundorwa?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyezve kana hwamanda isingariri kwazvo, ndianiko angagadzirira kundorwa?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana hwamanda ikarira asi kurira kwayo kusina zvakunoreva kuvanhu ndiani angagadzirire kundorwa?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kana hwamanda isingariri kwazvo, ndianiko angazvigadzira kundorwa?
Shona 2009?
Nokuti kana hwamanda isingariri kwazvo, ndianiko ungazvigadzira kundorwa?
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kana hwamanda isingariri kwazvo, ndianiko angazvigadzira kundorwa?