1 Corinthians 15:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo, kana ndirini, kana ʋari iʋo, tinoparidza kuɗai, nemi makatenda kuɗai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo kunyange dai, ndiri ini kana ivo, izvi ndizvo zvatinoparidza, uye izvi ndizvo zvamakatenda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hazvina mhosva kuti ndivo here kana kuti ini, zvatinoparidza ndizvozvo uye ndizvo zvamakatenda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo, kana ndirini, kana vari ivo, tinoparidza kudai, nemi makatenda kudai.
Shona 2009?
Naizvozvo, kana ndirini kana vari ivo, tinoparidza kudai, nemwi makatenda kudai.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo, kana ndirini, kana vari ivo, tinoparidza kudai, nemi makatenda kudai.