1 Corinthians 15:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino, ɗai pasinakumuka kwaʋakafa, naKristu uŋgaɗai asina‐kumutswa ʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana kusina kumutswa kwavakafa, saka naizvozvowo Kristu haana kumutswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino kana pasina zvokumuka kwavakafa saka Kristu haana kumutswa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino, dai pasina kumuka kwavakafa, naKristu angadai asina kumutswawo;
Shona 2009?
Zvino, dai pasina kumuka kwavakafa, naKristu ungadai asina kumutswavo;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino, dai pasina kumuka kwavakafa, naKristu angadai asina kumutswawo;