1 Corinthians 15:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana tinetariro kunaKristu paʋupenyu ubgu ɓedzi, tinonzwisa ʋurombo kukunda ʋanhu ʋose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana tine tariro muna Kristu nokuda kwoupenyu huno chete, tinonzwisa urombo kupfuura vanhu vose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muna Kristu kana tariro yedu ichingova mune zvoupenyu huno chete, pavanhu vose, ndisu vanhu vanonzwisa urombo zvikuru kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana tine tariro kuna Kristu muhupenyu uhwu bedzi, tinonzwisa urombo kukunda vanhu vose.
Shona 2009?
Kana tinetariro kunaKristu pavupenyu bwuno bedzi, tinonzwisa vurombo kukunda vanhu vose.
Shona SUB 2002 Bible
Kana tine tariro kuna Kristu muupenyu uhwu bedzi, tinonzwisa urombo kukunda vanhu vose.