1 Corinthians 15:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
iyo yamunoponeswa ʋo nayo, kana muciiɓatisa nomutoʋo wandakaiparidza kwamuri, kana musina‐kutenda pasina.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nevhangeri irori munoponeswa, kana mukabatirira kwazvo pashoko randakakuparidzirai. Zvimwe makatenda pasina.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
rinokuponesai kana mukaribatisisa; kusatoti makatenda mariri pasina.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
iyo yamunoponeswawo nayo, kana muchiibatisa nomutoo wandakaiparidza kwamuri, kana musina kutenda pasina.
Shona 2009?
iyo yamunoponeswavo nayo, kana muchiibatisa nomutovo wandakaiparidza kwamuri, kana musina kutenda pasina.
Shona SUB 2002 Bible
iyo yamunoponeswawo nayo, kana muchiibatisa nomutoo wandakaiparidza kwamuri, kana musina kutenda pasina.