1 Corinthians 15:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti rufu ɀarwakaʋuya nomunhu, kumuka kwaʋakafa kwakaʋuya nomunhu ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti sezvo rufu rwakauya kubudikidiza nomunhu mumwe, kumuka kuvakafa kwakauyawo kubudikidza nomunhu mumwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sokuuya kwakaita rufu nokumunhu mumwechete nokumunhu mumwechetewo kwakauya kumuka kwavakafa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti rufu zvarwakauya nomunhu, kumuka kwavakafa kwakauya nomunhuwo.
Shona 2009?
Nokuti rufu zvarwakavuya nomunhu, kumuka kwavakafa kwakavuya nomunhuvo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti rufu zvarwakauya nomunhu, kumuka kwavakafa kwakauya nomunhuwo.