1 Corinthians 15:42 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiɀo ɀakaita ʋo kumuka kwaʋakafa. Muʋiri unodɀarwa pakuʋora; unomutswa pakusaʋora;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndizvo zvazvichazova pakumuka kwavakafa. Muviri unodyarwa unoparara, unomutswa usisaparari;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndizvo zvimwechetezvo nokumuka kwavakafa. Chinodyarwa chinoparara asi chinomutswa hachiparari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndizvo zvakaitawo kumuka kwavakafa. Muviri unodyarwa pakuora; unomutswa pakusaora;
Shona 2009?
Ndizvo zvakaitavo kumuka kwavakafa. Muviri unodzvarwa pakuvora; unomutswa pakusavora;
Shona SUB 2002 Bible
Ndizvo zvakaitawo kumuka kwavakafa. Muviri unodyarwa pakuora; unomutswa pakusaora;