1 Corinthians 15:53 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti ici cinoʋora cinofanira kufuka kusaʋora; necici cinofa cinofanira kufuka kusafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti chinoparara chinofanira kufuka kusaparara, uye chinofa chinofanira kufuka kusafa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti muviri unofa uyu unofanira kupfeka kusaora uye muviri uyu unofa unofanira kupfeka kusafa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti ichi chinoora chinofanira kufuka kusafa.
Shona 2009?
nokuti ichi chinovora chinofanira kufuka kusavora; nechichi chinofa chinofanira kufuka kusafa.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti ichi chinoora chinofanira kufuka kusafa.