1 Corinthians 15:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
pakupedzisira akaɀiratidza kwandiri ʋo, sokunowakaɀarwa ŋguʋa isati yaȿika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye pakupedzisira akazozviratidza kwandiriwo, sokuna akazvarwa nguva isati yasvika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pokupedzisira, sokune munhu akazvarwa nguva yake isati yasvika akazviratidzawo kwandiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
pakupedzisira akazviratidza kwandiriwo, sokunoakazvarwa nguva isati yasvika.
Shona 2009?
pakupedzisira akazviratidza kwandirivo, sokunowakazvarwa nguva isati yasvika.
Shona SUB 2002 Bible
pakupedzisira akazviratidza kwandiriwo, sokunoakazvarwa nguva isati yasvika.