1 Corinthians 15:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ini ndiri muɗuku kuʋaapostora ʋose, handifaniri kuti ndinzi muapostora, nokuti ndakatambudza kereke yaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti ndiri muduku kuvapostori vose, uye handikodzeri kunzi mupostori, nokuti ndakatambudza kereke yaMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chikonzero chacho ndechokuti ini ndiri wokupedzisira kuvapositori, ndisingakodzeri kudaidzwa kunzi mupositori nokuti ndakashusha sangano raMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ini ndiri muduku kuvapostori vose, handifaniri kuti ndinzi muapostora, nokuti ndakatambudza kereke yaMwari.
Shona 2009?
Nokuti ini ndiri muduku kuvapositora vose, handifaniri kuti ndinzi muapositora, nokuti ndakatambudza kereke yaMwari.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ini ndiri muduku kuvapostori vose, handifaniri kuti ndinzi muapostora, nokuti ndakatambudza Chechi yaMwari.