1 Corinthians 16:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino, kana ɀiri ɀipo ɀakaʋuŋganidzirwa ʋatȿene, seɀandakaraira kereke dzeGaratia, itai nemi ʋo saiɀoɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino pamusoro pezvipo zvakaunganidzirwa vanhu vaMwari: Itaiwo sezvandakarayira kereke dzavaGaratia kuti dziite.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Panyaya yezvipo zvinounganidzirwa vanhu vaMwari, sezvandakaudza masangano okuGaratia kuti aite, itaiwo saizvozvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino, kana zviri zvipo zvakaunganidzirwa vatsvene, sezvandakaraira kereke reGaratiya, itai nemiwo saizvozvo.
Shona 2009?
Zvino, kana zviri zvipo zakavunganidzirwa vatsvene, sezvandakaraira kereke dzeGaratia, itai nemivo seizvozvo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino, kana zviri zvipo zvakaunganidzirwa vatsvene, sezvandakaraira Chechi yeGaratia, itai nemiwo saizvozvo.