1 Corinthians 16:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinokumbira ɀikuru kwamuri, hama dzaŋgu, — munoziʋa mhuri yaStefana, kuti ndico ciɓereko cokutaŋga paAkaya, ʋakaɀiisa kuti ʋashumire ʋatȿene —
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munoziva kuti mhuri yaStefanasi ndivo vakava vatendi vokutanga muAkaya, uye vakazvipira kushumira vatsvene. Ndinokukurudzirai hama,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinokukurudzirai hama dzangu, sezvamunoziva kuti mhuri yokwaStefanasi ndiyo yakatanga kupinduka muAkaya vakazvipira kushandira vanhu vaMwari
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinokumbira zvikuru kwamuri, hama dzangu, munoziva mhuri yaSitefani, kuti ndicho chibereko chokutanga paAkaya, vakazviisa kuti vashumire vatsvene.
Shona 2009?
Ndinokumbira zvikuru kwamuri, hama dzangu, munoziva mhuri yaSitefana, kuti ndicho chibereko chokutanga paAkaya, vakazviisa kuti vashumire vatsvene
Shona SUB 2002 Bible
Ndinokumbira zvikuru kwamuri, hama dzangu, munoziva mhuri yaSitefani, kuti ndicho chibereko chokutanga paAkia, vakazviisa kuti vashumire vatsvene.