1 Corinthians 16:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndicaʋuya kwamuri, kana ndagura neMakedonia; nokuti ndinogura neMakedonia.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mushure mokupfuura nokuMasedhonia, ndichauya kwamuri, nokuti ndichapfuura nokuMasedhonia.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichakushanyirai ndambopfuura nokuMasedhonia nokuti ndinoda kupfuura nokuMasedhonia.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ndichauya kwamuri, kana ndagura neMakedhonia; nokuti ndinogura neMakedhonia.
Shona 2009?
Zvino ndichavuya kwamuri, kana ndagura neMakedhonia; nokuti ndinogura neMakedhonia.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ndichauya kwamuri, kana ndagura neMasedhonia; nokuti ndinogura neMasedhonia.