1 Corinthians 2:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino tinotaura ʋucenjeri pakati paʋakakura; asi ʋucenjeri bgusati bguri bgenyika ino, kana bgaʋaɓati ʋenyika ino ʋanoshaiswa simba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvisinei, tinotaura mashoko ouchenjeri pakati pavanhu vakura, asi kwete uchenjeri hwenyika ino, kana hwavabati venyika ino vachashayiwa simba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvakadaro zvazvo, kune vabve zero, tinopa shoko roungwaru. Asi hausi ungwaru hwapanyika pano kana hwavatongi vapasi pano vari pedyo nokupfuura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino tinotaura uchenjeri pakati pavakakura; asi uchenjeri husati huri hwenyika ino, kana hwavabati venyika ino vanoshayiswa simba.
Shona 2009?
Zvino tinotaura vuchenjeri pakati pavakakwana; asi vuchenjeri bwusati bwuri bwenyika ino, kana bwavabati venyika ino vanoshaiswa simba.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino tinotaura uchenjeri pakati pavakakura; asi uchenjeri husati huri hwenyika ino, kana hwavabati venyika ino vanoshayiswa simba.