1 Corinthians 2:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
bgusina‐kuzikanwa nomumŋe waʋaɓati ʋenyika ino; nokuti ɗai ʋaibguziʋa, ʋaŋgaɗai ʋaisaroʋera Ishe wokubginya pamucinjikwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hakuna kana nomumwe wavabati venyika ino akahunzwisisa, nokuti dai vakahunzwisisa vangadai vasina kuroverera Ishe wokubwinya pamuchinjikwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hapana vatongi vapasi pano vakazviziva nokuti dai vakazviziva vangadai vasina kuroverera pamuchinjikwa Tenzi wembiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
husina kuzikanwa nomumwe wavabati venyika ino; nokuti dai vaihuziva, vangadai vaisarovera Ishe wokubwinya pamuchinjikwa.
Shona 2009?
bwusina kuzivikamwa nomumwe wavabati venyika ino; nokuti dai vaibwuziva, vangadai vaisarovera Ishe wokubwinya pamuchinjikwa.
Shona SUB 2002 Bible
husina kuzikanwa nomumwe wavabati venyika ino; nokuti dai vaihuziva, vangadai vaisarovera Ishe wokubwinya pamuchinjikwa.