1 Corinthians 2:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi seɀaɀakanyorwa, ɀicinzi: Iɀo ɀisina‐kuʋonekwa neziso, kana kunzwika nenzeʋe, Neɀisina‐kupinda mumŋoyo womunhu, Ndiɀo Mŋari ɀaakagadzirira ʋanomuɗa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi sezvazvakanyorwa zvichinzi: “Izvo zvisina kuonekwa neziso, kana kunzwika nenzeve; nezvisina kupinda mumurangariro womunhu, zvakagadzirirwa naMwari vaya vanomuda.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi sokunyorwa kwazvakaitwa zvinonzi, “Mwari zvaakagadzirira vanomuda hapana ziso rati razviona kana nzeve yati yazvinzwa kana munhu ati ambozviisa mupfungwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Izvo zvisina kuonekwa neziso, kana kunzwika nenzeve, Nezvisina kupinda mumwoyo womunhu, Ndizvo Mwari zvaakagadzirira vanomuda.”
Shona 2009?
Asi sezvazvakanyorwa, zvichinzi: Izvo zvisina kuvonekwa neziso, kana kunzwika nenzeve, Nezvisina kupinda mumoyo womunhu, Ndizvo Mwari zvaakagadzirira vanomuda.
Shona SUB 2002 Bible
Asi sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Izvo zvisina kuonekwa neziso, kana kunzwika nenzeve, Nezvisina kupinda mumwoyo womunhu, Ndizvo Mwari zvaakagadzirira vanomuda.”