1 Corinthians 3:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana munhu acitadzira tembere yaMŋari, Mŋari ucamutadzira ʋo; nokuti tembere yaMŋari itȿene, ndimi iyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana munhu achiparadza temberi yaMwari, Mwari achamuparadza; nokuti temberi yaMwari itsvene, uye ndimi temberi yacho.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nezvo ani naani anoparadza Temberi yaMwari, Mwari achamuparadza nokuti Temberi yaMwari inoera. Temberi yacho ndimi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana munhu achitadzira temberi yaMwari, Mwari achamutadzirawo; nokuti temberi yaMwari itsvene, ndimi iyo.
Shona 2009?
Kana munhu achitadzira tembere yaMwari Mwari uchamutadziravo; nokuti tembere yaMwari itsvene, ndimi iyo.
Shona SUB 2002 Bible
Kana munhu achitadzira temberi yaMwari, Mwari achamuparadza; nokuti temberi yaMwari itsvene, ndimi iyo.