1 Corinthians 3:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ŋgakurege kuʋa nomunhu unoʋimba naʋanhu. Nokuti ɀinhu ɀose ndeɀenyu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo ngakurege kuva nomunhu anozvikudza pamusoro pavanhu! Zvinhu zvose ndezvenyu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo munhu ngaarege kuzvirumbidza nomunhu nokuti zvinhu zvose ndezvenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo ngakurege kuva nomunhu anovimba navanhu. Nokuti zvinhu zvose dzezvenyu;
Shona 2009?
Naizvozvo ngakurege kuva nomunhu unovimba navanhu. Nokuti zvinhu zvose ndezvenyu;
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo ngakurege kuva nomunhu anovimba navanhu. Nokuti zvinhu zvose dzezvenyu;