1 Corinthians 3:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kana Pauro, kana Aporo, kana Kefasi, kana nyika, kana ʋupenyu, kana rufu, kana ɀaɀino, kana ɀinoʋuya; ɀose ndeɀenyu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
angava Pauro kana Aporo, kana Kefasi, kana nyika, kana upenyu, kana rufu, kana zvazvino, kana zvinouya, zvose ndezvenyu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Angave Pauro kana Aporosi kana Kefasi; ingave nyika kana upenyu kana rufu, ingave nguva ino, kana yamangwana, zvose ndezvenyu;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kana Pauro, kana Aporo, kana Kefasi, kana nyika, kana upenyu, kana rufu, kana zvazvino, kana zvinouya; zvose ndezvenyu;
Shona 2009?
kana Pauro, kana Aporo, kana Kefasi, kana nyika, kana vupenyu; kana rufu, kana zvazvino, kana zvinovuya; zvose ndezvenyu;
Shona SUB 2002 Bible
kana Pauro, kana Aporo, kana Kefasi, kana nyika, kana upenyu, kana rufu, kana zvazvino, kana zvinouya; zvose ndezvenyu;