1 Corinthians 3:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino unosima nounoɗiridza ndaʋamŋe; asi mumŋe nomumŋe ucapiwa muɓairo wake, seɀaakaɓata.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu anosima nomunhu anodiridza vane chinangwa chimwe, uye mumwe nomumwe wavo achapiwa mubayiro maererano nezvaakabata pabasa rake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anodyara naanodiridza vakangoenzana. Mumwe nomumwe wavo achagamuchira mubayiro wake sokushanda kwaakaita nokuti tiri vashandipamwe vaMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino anosima noanodiridza ndavamwe; asi mumwe nomumwe achapiwa mubayiro wake, sezvaakabata basa.
Shona 2009?
Zvino unosima nounodiridza ndavamwe; asi mumwe nomumwe uchapiwa mubairo wake, sezvaakabata.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino anosima noanodiridza ndavamwe; asi mumwe nomumwe achapiwa mubairo wake, sezvaakabata basa.