1 Corinthians 4:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Handikunyoreriyi ɀinhu iɀi, kuti ndikunyadzisei, asi kuti ndikurairei saʋana ʋangu ʋanoɗikanwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Handisi kukunyorerai izvi kuti ndikunyadzisei, asi kuti ndikuyambirei, savana vangu vandinoda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Handisi kukunyorerai izvi kuti ndikunyadzisei asi kuti ndikutsiurei savana vangu vapamwoyo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Handikunyoreri zvinhu izvi, kuti ndikunyadzisei, asi kuti ndikurayirei savana vangu vanodikanwa.
Shona 2009?
Handikunyoreriyi zvinhu izvi, kuti ndikunyadzisei, asi kuti ndikurairei savana vangu vanodikamwa.
Shona SUB 2002 Bible
Handikunyoreri zvinhu izvi, kuti ndikunyadzisei, asi kuti ndikurayirei savana vangu vanodikanwa.