1 Corinthians 4:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino cinhu ciɗuku‐ɗuku kwandiri, kuti nditoŋgwe nemi, kana nokutoŋga kwomunhu; handiɀitoŋgi ini ndimene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chinhu chiduku duku kwandiri kana ndichitongwa nemi kana dare ripi zvaro romunhu; zvirokwazvo handizvitongi pachangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwandiri ini chinhu chidukuduku kuti nditongwe nemi kana kutongwa nedare ripi zvaro ravanhu. Hapana chandinozvipa mhosva nacho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino chinhu chiduku-duku kwandiri, kuti nditongwe nemi, kana nokutonga kwomunhu; handizvitongi ini ndimene.
Shona 2009?
Zvino chinhu chiduku-duku kwandiri, kuti nditongwe nemi, kana nokutonga komunhu; handizvitongi ini ndimene.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino chinhu chiduku–duku kwandiri, kuti nditongwe nemi, kana nokutonga kwomunhu; handizvitongi ini ndimene.