1 Corinthians 5:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ini, ɀirokwaɀo, kunyaŋge ndisi’po nomuʋiri, asi ndiri’po haŋgu nomŋeya, ndatotoŋgesa uyo wakaita cinhu ici, sendineŋge ndiri’po,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange zvangu ndisiri pakati penyu panyama, ndinemi mumweya. Uye ndatotonga kare pamusoro pomunhu akaita izvi, sokunonzi ndiripo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ichokwadi zvazvo kuti handiko ikoko asi mwoyo wangu uri ikoko, sokunge ndiri ikoko. Munhu akaita izvozvo ndatomubata nemhosva,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ini, zvirokwazvo, kunyange ndisipo nomuviri, asi ndiripo hangu nomweya, ndatotongesa uyo akaita chinhu ichi, sendinenge ndiripo,
Shona 2009?
Nokuti ini, zvirokwazvo, kunyange ndisipo nomuviri, asi ndiripo hangu nomweya, ndatotongesa uyo wakaita chinhu ichi, sendinenge ndiripo,
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ini, zvirokwazvo, kunyangwe ndisipo nomuviri, asi ndiripo hangu nomweya, ndatotongesa uyo akaita chinhu ichi, sendinenge ndiripo,