1 Corinthians 6:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kana mbava, kana ʋanoruciʋa, kana ʋanosinwa ɗoro, kana ʋatuki, kana makororo, haʋaŋgagari nhaka yoʋushe bgaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kana mbavha, kana vana madyo, kana zvidhakwa, kana vanochera vamwe, kana makororo, havangagari nhaka youmambo hwaMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kana mbavha, kana vano ruchiva, kana zvidhakwa kana vanyombi kana makororo vanokwanisa kupinda muumambo hwaMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kana mbavha, kana vanoruchiva, kana vanosinwa doro, kana vatuki, kana makororo, havangagari nhaka youshe hwaMwari.
Shona 2009?
kana mbavha, kana vanoruchiva, kana vanosimwa doro, kana vatuki, kana makororo, havangagari nhaka yovushe bwaMwari.
Shona SUB 2002 Bible
kana mbavha, kana vanoruchiva, kana vanosinwa doro, kana vatuki, kana makororo, havangagari nhaka youshe hwaMwari.