1 Corinthians 6:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀokudya ndeɀeɗumbu, neɗumbu ndereɀokudya; asi Mŋari ucaparadza iro naiɀo, ɀose. Asi muʋiri hauzi woʋupombge, asi ndowaShe; naShe ndowomuʋiri;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvokudya ndezvedumbu uye dumbu nderezvokudya, asi Mwari achaparadza zvose zviri zviviri. Muviri hauzi woupombwe, asi ndowaShe, uye naShe ndowomuviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chokudya chakaitirwa dumbu dumbu rakaitirwa chokudya. Asi Mwari achazviparadza zvose zviri zviviri Muviri hausi wounzenza asi ndowaTenzi, Tenziwo ndewe muviri
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvokudya ndezvedumbu, nedumbu nderezvokudya; asi Mwari achaparadza iro naizvo, zvose. Asi muviri hauzi woupombwe, asi ndowaIshe; naIshe ndowomuviri;
Shona 2009?
Zvokudya ndezvedumbu, nedumbu nderezvokudya; asi Mwari uchaparadza iro naizvo, zvose. Asi muviri hauzi wovupombwe, asi ndowaShe; naShe ndowomuviri;
Shona SUB 2002 Bible
Zvokudya ndezvedumbu, nedumbu nderezvokudya; asi Mwari achaparadza iro naizvo, zvose. Asi muviri hauzi woupombwe, asi ndowaIshe; naIshe ndowomuviri;