1 Corinthians 6:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hamuziʋi kuti wakasoŋganiswa nemhombge waʋa muʋiri mumŋe naye here? Nokuti iye unoti: Aʋa ʋaʋiri ʋacaʋa nyama imŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hamuzivi here kuti uyo anosangana nechifeve naiye ava muviri mumwe naye? Nokuti zvinonzi, “Vaviri ava vachava nyama imwe.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hamuzivi here kuti munhu anozvibatanidza nepfambi anobva ava muviri mumwechete nepfambi? Sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi, “Vaviri ivavo vachava nyama imwechete.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hamuzivi kuti akasanganiswa nemhombwe wava muviri mumwe naye here? Nokuti iye anoti, “Ava vaviri vachava nyama imwe.”
Shona 2009?
hamuzivi kuti wakasonganiswa nemhombwe wava muviri mumwe naye here? Nokuti iye unoti: Ava vaviri vachava nyama imwe.
Shona SUB 2002 Bible
Hamuzivi kuti akasanganiswa nemhombwe wava muviri mumwe naye here? Nokuti iye anoti, “Ava vaviri vachava nyama imwe.”