1 Corinthians 6:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tizai ʋupombge. Ɀiʋi ɀose, ɀinoitwa nomunhu, ɀiri kunze kwomuʋiri; asi unoita ʋupombge, unotadzira muʋiri wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tizai upombwe. Zvimwe zvivi zvose zvingaitwa nomunhu zviri kunze kwomuviri wake, asi uyo anoita chivi choupombwe anotadzira muviri wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sianayi noupombwe. Zvimwe zvitadzo zvose zvinoitwa nomunhu zviri kunze komuviri asi munhu anoita zvoupombwe anotadzira muviri wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tizai upombwe. Zvivi zvose, zvinoitwa nomunhu, zviri kunze kwomuviri; asi anoita upombwe, anotadzira muviri wake.
Shona 2009?
Tizai vupombwe. Zvivi zvose, zvinoitwa nomunhu, zviri kunze komuviri; asi unoita vupombwe, unotadzira muviri wake.
Shona SUB 2002 Bible
Tizai upombwe. Zvivi zvose, zvinoitwa nomunhu, zviri kunze kwomuviri; asi anoita upombwe, anotadzira muviri wake.