1 Corinthians 6:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hamuziʋi here kuti ticatoŋga ʋatumŋa? Ɀikuru sei iɀo ɀoʋupenyu bguno!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, hamuzivi here kuti muchatonga vatumwa? Ko, kuzoti zvinhu zvoupenyu huno!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hamuzivi here kuti tisu tichatonga vatumwa; kokutozoti nyaya dzoupenyu huno?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hamuzivi here kuti tichatonga vatumwa? Zvikuru sei izvo zvoupenyu huno!
Shona 2009?
Hamuzivi here kuti tichatonga vatumwa? Zvikuru sei izvo zvovupenyu bwuno!
Shona SUB 2002 Bible
Hamuzivi here kuti tichatonga vatumwa? Zvikuru sei izvo zvoupenyu huno!