1 Corinthians 6:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana munemhoȿa dzoʋupenyu bguno dzinofanira kutoŋgwa, munogadza seiko aʋo ʋanoɀidzwa pakereke, kuti iʋo ʋatoŋge?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo, kana mukapokana pamusoro pezvinhu zvakadai, gadzai savatongi kunyange vanhu vano kutenda kuduku vari mukereke.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino kana muine nyaya dzakadaro munodziendeserei kuna vanhu vasingaverengwi nesangano?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana mune mhosva dzoupenyu huno dzinofanira kutongwa, munogadza seiko avo vanozvidzwa pakereke, kuti ivo vatonge?
Shona 2009?
Zvino kana mune mhosva dzovupenyu bwuno dzinofanira kutongwa, munogadza seiko avo vanozvidzwa pakereke, kuti ivo vatonge?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kana mune mhosva dzoupenyu huno dzinofanira kutongwa, munogadza seiko avo vanozvidzwa pachechi, kuti ivo vatonge?