1 Corinthians 6:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinoɗaro kuti munyadziswe. Ko hakuna‐wakacenjera pakati penyu uŋgagona kutoŋga pakati pehama nehama yake here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinodaro kuti munyadziswe. Ko, pangashayikwa munhu akachenjera pakati penyu here anogona kutonga mhosva pakati pavatendi?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinotaura izvi kwamuri kuti munyare. Ndizvo here kuti hapana munhu pakati penyu mungwaru anogona kuenzanisa hama nehama?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinodaro kuti munyadziswe. Ko hakuna akachenjera pakati penyu angagona kutonga pakati pehama nehama yake here?
Shona 2009?
Ndinodaro kuti munyadziswe. Ko hakuna wakachenejera pakati pwenyu ungagona kutonga pakati pehama nehama yake here?
Shona SUB 2002 Bible
Ndinodaro kuti munyadziswe. Ko hakuna akachenjera pakati penyu angagona kutonga pakati pehama nehama yake here?