1 Corinthians 6:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino matoʋa nemhoȿa kwaɀo pakati penyu, ɀamunokwirirana. Munoregereiko kutenda kuitirwa ɀisakarurama? Munoregereiko kutenda kuɓirwa?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvi zvokuti makatokwidzana kumatare pakati penyu zvinoreva kuti makatokundwa kare. Munoregerereiko kubvuma kukanganisirwa? Munoregereiko kubvuma kubirwa?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kukwirirana matare kukundikana ikoko. Zvinodii zvazvo kusva watakura zvako zvaunotadzirwa? Unodii kusva wanyengedzwa zvako?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino matova nemhosva kwazvo pakati penyu, zvamunokwirirana. Munoregereiko kutenda kuitirwa zvisakarurama? Munoregereiko kutenda kubirwa?
Shona 2009?
Zvino matova nemhosva kwazvo pakati penyu, zvamunokwirirana. Munoregereiko kutenda kuitirwa zvisakarurama? Munoregereiko kutenda kubirwa?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino matova nemhosva kwazvo pakati penyu, zvamunokwirirana. Munoregereiko kutenda kuitirwa zvisakarurama? Munoregereiko kutenda kubirwa?