1 Corinthians 7:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana ɀiri ɀamakandinyorera, ndinoti: Ɀakanaka kuti munhu arege kuɓata mukadzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino pamusoro pezvinhu zvamakandinyorera, ndinoti: Zvakanaka kuti munhu arege kuwana mukadzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Panyaya dzamakanyora, zvakanaka kuti murume arege zvake kumbobata munhukadzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana zviri zvamakandinyorera, ndinoti, Zvakanaka kuti munhu arege kuwana mukadzi.
Shona 2009?
Zvino kana zviri zvamakandinyorera, ndinoti: Zvakanaka kuti munhu arege kubata mukadzi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kana zviri zvamakandinyorera, ndinoti, Zvakanaka kuti munhu arege kuwana mukadzi.