1 Corinthians 7:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakawana ndinoʋaraira, asi handizini, ndiShe, kuti mukadzi arege kubva kumurume wake,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuna vakawana ndinopa murayiro uyu (kwete ini, asi Ishe): Mukadzi ngaarege kuparadzana nomurume wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuna vakaroorana ndinopa murawo, kwete ini asi Tenzi, wokuti mudzimai haafaniri kusiyana nomurume wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakawana ndinovarayira, asi handizini, ndiIshe, kuti mukadzi arege kubva kumurume wake,
Shona 2009?
Zvino vakawana ndinovaraira, asi handizini, ndiShe, kuti mukadzi arege kubva kumurume wake,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakawana ndinovarayira, asi handizini, ndiIshe, kuti mukadzi arege kubva kumurume wake,