1 Corinthians 7:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana usiŋgatendi acienda, ŋgaaende hake. Hama, kana iri murume kana mukadzi, haisuŋgwi neɀakaɗaro; asi Mŋari wakakuɗanai kuti muʋe norugare.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana asingatendi akaenda, murege aende hake. Murume kana mukadzi anotenda haana kusungwa pakadai; Mwari akatidana kuti tigare murugare.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kana uyo asingatendi achida kuti vasiyane, ngavasiyane. Pakadaro hama munamati yakasununguka nokuti Mwari akatidanira rugare.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana asingatendi achienda, ngaaende hake. Hama, kana iri murume kana mukadzi, haisungwi nezvakadaro; asi Mwari akakudanai kuti muve norugare.
Shona 2009?
Zvino kana usingatendi achienda, ngaaende hake. Hama, kana ari murume kana mukadzi, haisungwi nezvakadaro; asi Mwari wakakudanai kuti muve norugare.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kana asingatendi achienda, ngaaende hake. Hama, kana iri murume kana mukadzi, haisungwi nezvakadaro; asi Mwari akakudanai kuti muve norugare.