1 Corinthians 7:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana mumŋe aciŋge akaɗanwa akadziŋgiswa, ŋgaarege kuitwa usakadziŋgiswa; kana mumŋe aciŋge akaɗanwa asakadziŋgiswa, ŋgaarege kudziŋgiswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, munhu akadanwa atodzingiswa kare here? Ngaarege kuitwa asina kudzingiswa. Ko, munhu akadanwa asina kudzingiswa here? Ngaarege kudzingiswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pano munhu akanga akadzingiswa here panguva yaakadaidzwa? Ngaarege kuvanziridza kudzingiswa kwake. Pana akanga asina kudzingiswa here panguva yaakadaidzwa? Ngaarege kudzingiswa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana mumwe achinge akadanwa akadzingiswa, ngaarege kuitwa asakadzingiswa; kana mumwe achinge akadanwa asakadzingiswa, ngaarege kudzingiswa.
Shona 2009?
Kana mumwe achinge akadamwa akadzingiswa, ngaarege kuitwa usakadzingiswa; kana mumwe achinge akadamwa asakadzingiswa, ngaaarege kudzingiswa.
Shona SUB 2002 Bible
Kana mumwe achinge akadanwa akadzingiswa, ngaarege kuitwa asakadzingiswa; kana mumwe achinge akadanwa asakadzingiswa, ngaarege kudzingiswa.